Danieri 4:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 “ ‘Kutonga uku kwaziviswa navatumwa, vatsvene ndivo vareva zvakatongwa, kuitira kuti vapenyu vagoziva kuti Wokumusoro-soro ndiye ishe pamusoro poushe hwavanhu uye anohupa kuna ani naani waanoda anogadza pamusoro pavo munhu wapasipasi.’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kutoŋga uku kwaʋuya necireʋo caʋarindi, cinhu ici carebga neshoko raʋatȿene, kuti ʋapenyu ʋaziʋe kuti Wokumsoro‐soro unoɓata ʋushe pakati paʋanhu, unoʋupa waanoɗa, nokugadza paʋuri ʋaɗuku pakati paʋanhu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Kutonga uku kwauya nechirevo chavachengeti, chinhu ichi charehwa neshoko ravatsvene, kuti vapenyu vazive kuti Wokumusoro‐soro anobata ushe pakati pavanhu, anoupa waanoda, nokugadza pauri vaduku pakati pavanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Chirango ichochi ichi, chatemwa navatariri; chisungo chacho ishoko revanoera. Izvozvi zvaitirwa kuti vapenyu vazivewo kuti iye Wokumusorosoro ndiye anotonga humambo hwavanhu, uye anohupa kuna ani naani waanenge ada zvake, kunyange vapasi pasi zvavo.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Chirango ichochi ichi, chatemwa navatariri; chisungo chacho ishoko revanoera. Izvozvi zvaitirwa kuti vapenyu vazivewo kuti iye Wokumusorosoro ndiye anotonga humambo hwavanhu, uye anohupa kuna ani naani waanenge ada zvake, kunyange vapasi pasi zvavo.’ Sien die hoofstukShona BIBLE17 Kutonga uku kwauya nechirevo chavachengeti, chinhu ichi charehwa neshoko ravatsvene, kuti vapenyu vazive kuti Wokumusoro–soro anobata ushe pakati pavanhu, anoupa waanoda, nokugadza pauri vaduku pakati pavanhu. Sien die hoofstuk |