Danieri 4:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Pfungwa dzake ngadzishandurwe kubva pane dzomunhu uye ngaapiwe pfungwa dzemhuka, kusvikira nguva nomwe dzamuperera. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 mŋoyo wake ŋgaushandurwe, urege kuʋa womunhu, apiwe mŋoyo wemhuka, ŋguʋa nomŋe dzipere ari’po. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 mwoyo wake ngaushandurwe, urege kuva womunhu, apiwe mwoyo wemhuka, nguva nomwe dzipere aripo.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Regai ambosandurwa pfungwa apiwe pfungwa dzomhuka zvayo kumbopera makore manomwe akadaro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Regai ambosandurwa pfungwa apiwe pfungwa dzomhuka zvayo kumbopera makore manomwe akadaro. Sien die hoofstukShona BIBLE16 mwoyo wake ngaushandurwe, urege kuva womunhu, apiwe mwoyo wemhuka, nguva nomwe dzipere aripo.’ Sien die hoofstuk |