Danieri 4:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Muti wakakura ukasimba uye manhengenya awo aisvika kudenga; wakanga uchioneka kusvika kumigumo yenyika. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Muti ukakura, ukasimba, kureɓa kwawo kukaȿika kuɗeŋga, ʋuye wakaŋga uciʋonekwa kuȿikira kumigumo yenyika yose. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Muti ukakura, ukasimba, kureba kwawo kukasvika kudenga, uye wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Muti iwoyo wakakura ukasimba ukaita nhungamakore chaiyo kureba uchitoonekwa kwose nekwakaperera nyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Muti iwoyo wakakura ukasimba ukaita nhungamakore chaiyo kureba uchitoonekwa kwose nekwakaperera nyika. Sien die hoofstukShona BIBLE11 Muti ukakura, ukasimba, kureba kwawo kukasvika kudenga, uye wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose. Sien die hoofstuk |