Danieri 3:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo mushamarari akadanidzira zvikuru achiti, “Izvi ndizvo zvamunorayirwa kuti muite, imi vanhu, nemi ndudzi nemi vanhu vemitauro yose: Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino muɗanidziri wakaɗanidzira aciti: Munorairwa imi ʋanhu, namarudzi, namarimi, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Zvino mudanidziri akadanidzira achiti, “Munorayirwa imi vanhu, namarudzi, namarimi, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mumwe webasa rokuzivisa vanhu akabva adaidzira achiti, “Vanhuwee, ndudzi nendudzi, ndimi nendimi! Muri kunzi: Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mumwe webasa rokuzivisa vanhu akabva adaidzira achiti, “Vanhuwee, ndudzi nendudzi, ndimi nendimi! Muri kunzi: Sien die hoofstukShona BIBLE4 Zvino mudanidziri akadanidzira achiti, “Munorayirwa imi vanhu, namarudzi, namarimi, Sien die hoofstuk |