Danieri 3:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Nebhukadhinezari azere nehasha, akarayira kuti Shadhireki, Meshaki naAbhedhinego vauye. Saka varume ava vakauyiswa pamberi pamambo, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Nebukadnezari akaraira nehasha nokutsamŋa kwake kuti Shadraki naMeshaki naAbedi‐nego ʋaʋuyiswe. Ɀino ʋakaʋuyisa ʋarume aʋa pamberi pamambo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Nebhukadhinezari akarayira nehasha nokutsamwa kwake kuti Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vauyiswe. Zvino vakauyisa varume ava pamberi pamambo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Nebhukadhineza akabva apenga nehasha akati Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vaunzwe. Vanhu vakaenda navarume ivava pana mambo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Nebhukadhineza akabva apenga nehasha akati Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vaunzwe. Vanhu vakaenda navarume ivava pana mambo. Sien die hoofstukShona BIBLE13 Ipapo Nebhukadhineza akarayira nehasha nokutsamwa kwake kuti Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vauyiswe. Zvino vakauyisa varume ava pamberi pamambo. Sien die hoofstuk |