Danieri 2:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 iye akati kwavari, “Ndakarota hope dzinonditambudza zvino ndinoda kuziva zvadzinoreva.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo akati kwaʋari: Ndarota hope, ɀino mŋeya waŋgu unotambudzika ndiciti ndinzwisise kurota kwaŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20023 Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo akavati, “Ndarota hope, zvino ndiri kutambura mumwoyo mangu kuti ndizive hope dzacho.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo akavati, “Ndarota hope, zvino ndiri kutambura mumwoyo mangu kuti ndizive hope dzacho.” Sien die hoofstukShona BIBLE3 Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.” Sien die hoofstuk |