Danieri 2:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Mambo akabvunza Dhanieri (iye ainziwo Bheriteshazari), “Iwe unogona here kundiudza zvandakaona pakurota uye ugozvidudzira?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Mambo akapindura, akati kunaDanieri, wainzi Berteshazari: Iwe unogona kundiziʋisa kurota kwandakaʋona, nokuɗudzirwa kwaɀo here? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Mambo akapindura, akati kuna Dhanieri, ainzi Bheteshazari. “Iwe unogona kundizivisa kurota kwandakaona, nokududzirwa kwazvo here?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Mambo akabvunza Dhanieri uya akanga ava kunzi Bheriteshaza kuti, “Unogona here kundizivisa hope dzandakarota nedudziro yadzo?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Mambo akabvunza Dhanieri uya akanga ava kunzi Bheriteshaza kuti, “Unogona here kundizivisa hope dzandakarota nedudziro yadzo?” Sien die hoofstukShona BIBLE26 Mambo akapindura, akati kuna Dhanieri, ainzi Bheteshazari. “Iwe unogona kundizivisa kurota kwandakaona, nokududzirwa kwazvo here?” Sien die hoofstuk |