Danieri 12:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi iwe, Dhanieri, vhara uye uname mashoko orugwaro kusvikira pamazuva okupedzisira. Vazhinji vachaenda kwose kwose kuti vawedzere zivo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi iwe Danieri, ʋanza mashoko, unamire buku necisimbiso, kuȿikira kuŋguʋa yokupedzisira; ʋazhinji ʋacamhanya pose‐pose, neziʋo icawanda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 “Asi iwe Dhanieri, vanza mashoko, unamire bhuku rechisimbiso, kusvikira kunguva yokupedzisira; vazhinji vachamhanya pose‐pose, nezivo ichawanda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Asi iwe Dhanieri viga mashoko aya unamire bhuku racho kusvikira nguva yokuguma, vazhinji vachatsvagurudza uye ruzivo ruchawedzerwa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Asi iwe Dhanieri viga mashoko aya unamire bhuku racho kusvikira nguva yokuguma, vazhinji vachatsvagurudza uye ruzivo ruchawedzerwa.” Sien die hoofstukShona BIBLE4 “Asi iwe Dhanieri, vanza mashoko, unamire bhuku rechisimbiso, kusvikira kunguva yokupedzisira; vazhinji vachamhanya pose–pose, nezivo ichawanda. Sien die hoofstuk |