2 Timoti 3:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi havangasviki kure, nokuti upenzi hwavo huchaonekwa navanhu vose. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi haʋacapfuʋuriri mberi, nokuti ʋupenzi bgaʋo bgucaʋonekwa naʋose, seɀakazoita bgaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Asi havachapfuuriri mberi, nokuti upenzi hwavo huchaonekwa navose, sezvakazoita hwavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi hapana kwavanosvika nokuti munhu wose achaziva upenzi hwavo sezvakangoitika kuna varume vaviri ava. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi hapana kwavanosvika nokuti munhu wose achaziva upenzi hwavo sezvakangoitika kuna varume vaviri ava. Sien die hoofstuk |