2 Timoti 2:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Hakuna munhu anoshanda somurwi anozviisa pazvinhu zvoupenyu hwavasiri varwi, nokuti anoda kufadza mukuru wake wehondo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Hakunomunhu unorwa papfumo unoɀipiŋganidza namaɓasa oʋupenyu bguno, kuti agone kufadza uyo wakakokera kuhondo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 Hakuna munhu anorwa papfumo anozvipinganidza namabasa ohupenyu huno, kuti agone kufadza uyo wakakokera kuhondo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Hakuna musoja achiri pabasa anozvipinza mumabasa amazuva ose kana achida kugutsa akamunyora pabasa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Hakuna musoja achiri pabasa anozvipinza mumabasa amazuva ose kana achida kugutsa akamunyora pabasa. Sien die hoofstuk |